DZOKA MUMHURI YAMWARI (PASTOR MADZONGA)

Ichi chirongwa chamunopiwa ne FEBA ZIMBABWE yakabatana neRadio Zimbabwe.Chinangwa chirichokusimbaradza ukama pakati pemunhu naMwari kuburikidza neshoko raMwari.